Mateo 27:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Zvino, pamutambo mubati aisisunungurira vanhu vazhinji musungwa mumwe, wavanenge vaida. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino, pamutambo muɓati waisisunuŋgurira ʋanhu ʋazhinji musuŋgwa mumŋe, waʋaneŋge ʋaiɗa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino pamazuva makuru aya mutongi aiva netsika yokusunungurira vanhu musungwa mumwechete wavainge vada. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino pamazuva makuru aya mutongi aiva netsika yokusunungurira vanhu musungwa mumwechete wavainge vada. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvino yaiva tsika yomubati pamutambo kusunungura musungwa mumwe chete anenge asarudzwa navanhu vazhinji. Viz kapitola |