Online Bible

- Reklamy -




Mateo 27:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ava mangwana, vapristi vakuru vose navakuru vavanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Aʋa maŋgwana, ʋaprista ʋakuru ʋose naʋakuru ʋaʋanhu ʋakaraŋgana pamsoro paJesu kuti ʋamuʋuraye;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kuzoti kwaedza vapristi vakuru vose navakuru–vakuru vavanhu vakaita bangano rokuti vauraye Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kuzoti kwaedza vapristi vakuru vose navakuru–vakuru vavanhu vakaita bangano rokuti vauraye Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mangwanani-ngwanani vaprista vose vakuru navakuru vavanhu vakabvumirana kuti Jesu aurayiwe.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 27:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy