Mateo 26:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Asi vadzidzi vake vachizviona, vakafa neshungu, vakati, “Kuparadzwa kwakadaro kwaitirweiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ʋadzidzi ʋake ʋaciɀiʋona, ʋakafa neshuŋgu, ʋakati: Kuparadzwa kwakaɗaro kwaitirweiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vadzidzi vakati vachiona izvi, vakatsamwa uye vakati, “Kuparadza kwakadai kwaitirweiko? Viz kapitola |