Mateo 26:72 - Shona Bible 1949 revised 200272 Akarambazve nokupika, achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)72 Akaramba ɀe nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Akazvirambazve achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona72 Akazvirambazve achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi72 Akarambazve, akapika achiti, “Murume uyu handimuzivi!” Viz kapitola |