Mateo 26:69 - Shona Bible 1949 revised 200269 Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGariria.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)69 Petro wakaŋga agere panze paruʋazhe. Ɀino mushandiri akaʋuya kwaari, akati: Newe ʋo wakaŋga unaJesu weGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi69 Zvino Petro akanga agere panze muruvazhe, uye mumwe muranda wechisikana akauya kwaari akati, “Newewo wakanga una Jesu weGarirea.” Viz kapitola |