Mateo 26:52 - Shona Bible 1949 revised 200252 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako mumuhara wawo, nokuti ʋose ʋanoɓata munondo, ʋacafa nomunondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzorera munondo wako mumuhara mawo, nokuti vose vanovhomora munondo vachafa nomunondo. Viz kapitola |