Mateo 26:49 - Shona Bible 1949 revised 200249 Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Pakarepo akaȿika kunaJesu, akati: Kwaziwai, Rabi! Akamuȿeta ɀikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Judhasi akaenda pakarepo kuna Jesu akati, “Kwaziwai, Rabhi!” uye akamutsvoda. Viz kapitola |