Mateo 26:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Vadzidzi vakaita pavakarayirwa napo naJesu, vakagadzira Pasika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋadzidzi ʋakaita paʋakarairwa napo naJesu, ʋakagadzira paseka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka vadzidzi vakaita sokurayirwa kwavakanga vaitwa naJesu vakandogadzira Pasika. Viz kapitola |