Mateo 26:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumuisa kwavari nayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino kubva ipapo akatȿaka ŋguʋa yakafanira yokumuisa kwaʋari nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Kubva ipapo zvichienda mberi Judhasi akamirira mukana wokuti amuise kwavari. Viz kapitola |