Mateo 26:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 akati, “Muchandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri?” Vakamutemera makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akati: Mucandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri? Ʋakamuyerera masirveri anamakumi matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 akandobvunza achiti, “Muchandipei kana ndikamuuyisa kwamuri?” Saka vakamuverengera makumi matatu esirivha. Viz kapitola |