Mateo 25:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Asi vakachenjera vakapindura, vakati, ‘Kwete, zvimwe haangakwaniri isu nemi tose; endai henyu kuna vanotengesa, muzvitengere.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi ʋakacenjera ʋakapindura, ʋakati: Kwete, ɀimŋe haaŋgakwaniri isu nemi tose; endai henyu kunaʋanoteŋgesa, muɀiteŋgere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi vakangwara vakapindura vachiti, ‘Pamwe haangazotikwanira isu nemi. Zvirinani kuti muende kuna vanotengesa mundozvitengera.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi vakangwara vakapindura vachiti, ‘Pamwe haangazotikwanira isu nemi. Zvirinani kuti muende kuna vanotengesa mundozvitengera.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Vakapindura vakati, ‘Kwete, zvimwe haangakwaniri isu nemi tose. Asi endai kuna vaya vanotengesa mafuta mugondozvitengera mamwe.’ Viz kapitola |