Mateo 25:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Vasina hanya vakati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe mafuta enyu, nokuti mwenje yedu yodzima.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mapenzi akati kunaʋakacenjera: Tipeiʋo mamŋe mafuta enyu, nokuti mŋenje yeɗu yodzima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mapenzi akati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe emafuta enyu; mwenje yedu yava kudzima.’ Viz kapitola |