Mateo 25:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Zvino, muwani akati anonoka, vakakotsira vose, vakavata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino, cikomba cakati cicinonoka, ʋakakotsira ʋose, ʋakaʋata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Muwani paakanonoka vakanzwa hope ndokubva vakotsira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Muwani paakanonoka vakanzwa hope ndokubva vakotsira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Chikomba chakanonoka kusvika, vose vakabatwa nehope ndokuvata. Viz kapitola |