Mateo 25:42 - Shona Bible 1949 revised 200242 Nokuti ndakanga ndine nzara, mukasandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukasandipa chokunwa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Nokuti ndakaŋga ndinenzara, mukasandipa cokudya; ndakaŋga ndinenyota, mukasandipa cokunwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 nokuti ndakanga ndiine nzara mukasandipa chokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 nokuti ndakanga ndiine nzara mukasandipa chokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Nokuti ndakanga ndine nzara mukasandipa chokudya, ndakanga ndine nyota, mukasandipa chokunwa, Viz kapitola |