Mateo 25:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Takakuonai riniko muri mweni, tikakugamuchirai? Kana musina nguo, tikakupfekedzai? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Takakuʋonai riniko muri mŋeni, tikakugamucirai? kana musineŋguʋo, tikakupfekedzai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Takakuonai riniko muri mweni tikakupinzai mumba, kana musina zvokupfeka tikakupfekedzai? Viz kapitola |