Mateo 25:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 “Zvino kana Mwanakomana womunhu achiuya nokubwinya kwake, navatumwa vose vanaye, achagara pachigaro chake choushe chinobwinya; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino kana Mŋanakomana womunhu aciʋuya nokubginya kwake, naʋatumŋa ʋose ʋanaye, ucagara pacigaro cake coʋushe cinobginya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Kana Mwanakomana womunhu wouya nembiri yake pamwechete navatumwa vose, achagara pachigaro chake choumambo chinembiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 “Kana Mwanakomana womunhu wouya nembiri yake pamwechete navatumwa vose, achagara pachigaro chake choumambo chinembiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Mwanakomana woMunhu paanouya nokubwinya kwake, navatumwa vose, achagara pachigaro chake choushe mukubwinya kwokudenga. Viz kapitola |