Mateo 25:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Budisirai muranda pasina, murima nokunze; ipapo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ƃuɗisirai muranda pasina, murima rokunze; ipapo pacaʋa nokucema nokugeɗa‐geɗa kwameno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Uye muranda uya asina maturo mukandei kunze kurima. Ikoko vanhu vachachema vachirumanidza mazino.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Uye muranda uya asina maturo mukandei kunze kurima. Ikoko vanhu vachachema vachirumanidza mazino.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Uye chikandai muranda uyo asingabatsiri kunze kurima, uko kuchava nokuchema nokurumanya kwameno.’ Viz kapitola |