Mateo 25:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 “Nokuti vasina hanya vakatora mwenje yawo, vakasatora mafuta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti mapenzi akatora mŋenje yawo, akasatora mafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mapenzi vaya vakatora mwenje yavo asi havana kuisa mafuta mairi. Viz kapitola |