Mateo 25:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 saka waifanira kuisa mari yangu kune vane bhangi, kuti pakusvika kwangu ndingadai ndapiwa zvangu zvawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 saka waifanira kuisa mari yaŋgu kunaʋebaŋga, kuti pakuȿika kwaŋgu ndiŋgaɗai ndapiwa ɀaŋgu ɀawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka waifaniraka iwe kunge wakaisa mari yangu muBhangi. Pandainge ndauya ndaizowana mari yangu nemari yayainge yabereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Saka waifaniraka iwe kunge wakaisa mari yangu muBhangi. Pandainge ndauya ndaizowana mari yangu nemari yayainge yabereka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvino ungadai wakachengetesa mari yangu kune vamabhangi kuitira kuti pakudzoka kwangu ndaizoiwana yabereka. Viz kapitola |