Mateo 25:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 “Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi zuva kana nguva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiɀoɀo rindai, nokuti hamuziʋi zuʋa kana ŋguʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naizvozvo garirirai nokuti hamuzivi zuva kana nguva yacho.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Naizvozvo garirirai nokuti hamuzivi zuva kana nguva yacho.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Naizvozvo garai makagadzirira nokuti hamuzivi musi kana nguva. Viz kapitola |