Online Bible

- Reklamy -




Mateo 24:44 - Shona Bible 1949 revised 2002

44 Naizvozvo nemiwo, garai makazvigadzirira; nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yomusingamutariri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Naiɀoɀo nemi ʋo, garai makaɀigadzira; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yomusiŋgamutariri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Naizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 24:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy