Mateo 24:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 “Vachava nenhamo vane pamuviri navanoyamwisa namazuva iwayo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋacaʋa nenhamo ʋanemimba naʋanomŋisa namazuʋa iwayo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hameno zvavo vanenge vaina pamuviri navavo vanenge vachiri kuyamwisa pamazuva iwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Hameno zvavo vanenge vaina pamuviri navavo vanenge vachiri kuyamwisa pamazuva iwayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvichaoma sei mumazuva iwayo kuvakadzi vane mimba navaya vanoyamwisa! Viz kapitola |