Online Bible

- Reklamy -




Mateo 23:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi mabasa avo ose vanoaita kuti vaonekwe navanhu; nokuti vanofarisa mafirakitera avo, vanokurisa mipeto yenguo dzavo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi maɓasa aʋo ose ʋanoaita kuti ʋaʋonekwe naʋanhu; nokuti ʋanofarisa mafirakitera aʋo, ʋanokurisa mipeto yeŋguʋo dzaʋo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvavanoita zvose, vanozviita kuti vaonekwe navanhu nokuti vanopamhamisa tubhokisi twavo twemitemo nokurebesa mhaswa dzapahanzu dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvavanoita zvose, vanozviita kuti vaonekwe navanhu nokuti vanopamhamisa tubhokisi twavo twemitemo nokurebesa mhaswa dzapahanzu dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Vanoita zvinhu zvose kuti vaonekwe navanhu. Vanotambanudza mafirakiteri avo uye vanorebesa pfunha dzenguo dzavo.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 23:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy