Mateo 23:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 Nokuti ndinoti kwamuri, kubva zvino hamuchazondioni, kusvikira muchiti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya nezita raIshe.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Nokuti ndinoti kwamuri: Kubva ɀino hamucazondiʋoni, kuȿikira muciti: Ŋgaarumbidzwe iye unoʋuya nezita raShe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Nokuti ndinokutaurira kuti hauchambondionazve kusvikira pauchazoti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Nokuti ndinokutaurira kuti hauchambondionazve kusvikira pauchazoti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ndinokuudza kuti, hauchazondionizve kusvikira wati, ‘Akaropafadzwa anouya muzita raIshe.’ ” Viz kapitola |