Mateo 22:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 vamwe vakabata varanda vake, vakavaitira zvakaipa, vakavauraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ʋamŋe ʋakaɓata ʋaranda ʋake, ʋakaʋaitira ɀakaipa, ʋakaʋaʋuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Vamwewo vakatobata varanda vake vakavafumura vakavauraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Vamwewo vakatobata varanda vake vakavafumura vakavauraya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vamwe vavo vakabata varanda vake vakavaitira zvakaipa uye vakavauraya. Viz kapitola |