Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi havana kurangarira, vakaenda, mumwe kumunda wake, mumwe kukutengesa kwake;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi haʋana‐kuraŋgarira, ʋakaenda, mumŋe kumunda wake, mumŋe kukuteŋgesa kwake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi ivo havana kumboita hanya nazvo, vakabva vatoenda zvavo, mumwe kupurazi yake, mumwe kushawo yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi ivo havana kumboita hanya nazvo, vakabva vatoenda zvavo, mumwe kupurazi yake, mumwe kushawo yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Asi hapana akateerera uye vakaenda mumwe kumunda wake, mumwewo kune rimwe basa rake.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy