Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:42 - Shona Bible 1949 revised 2002

42 akati, “Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko?” Vakati kwaari, “WaDhavhidhi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 akati: Munofuŋgeiko pamsoro paKristu? Mŋanakomana waniko? Ʋakati kwaari: WaDavidi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 “Munofungei nezvaKristu? Mwana waani?” Vakapindura vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy