Mateo 22:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Vakati vachinzwa izvozvo, vakashamiswa, vakamusiya, vakaenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakashamiswa, ʋakamusiya, ʋakaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pavakazvinzwa zvakavashamisa vakamusiya voenda zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pavakazvinzwa zvakavashamisa vakamusiya voenda zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vakati vanzwa izvi, vakashamiswa. Saka vakamusiya vakaenda. Viz kapitola |