Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Ushe hwedenga hungafananidzwa nomumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wokuchata;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋushe bgokuɗeŋga bguŋgafananidzwa nomumŋe mambo, wakaitira mŋanakomana wake mutambo wokuwana;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Umambo hwokudenga hwakafanana namambo akagadzirira mwanakomana wake mutambo wesvitsa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy