Mateo 22:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 “Zvino mambo akati achipinda kuzoona vagere pakudya, akaona munhu asina kupfeka nguo yomuchato; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino mambo wakati acipinda kuzoʋona ʋagere pakudya, akaʋona munhu usina‐kupfeka ŋguʋo yomutambo wokuwana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Mambo paakauya kuzoona vaeni, akaona imomo mumwe munhu akanga asina hanzu yomuchato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Mambo paakauya kuzoona vaeni, akaona imomo mumwe munhu akanga asina hanzu yomuchato. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Asi mambo akati apinda kuzoona vakanga vakokwa, akaona munhu imomo akanga asina nguo yesvitsa. Viz kapitola |