Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:46 - Shona Bible 1949 revised 2002

46 Zvino vakatsvaka kumubata, asi vakatya vanhu vazhinji, nokuti vakanga vachiti muporofita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Ɀino ʋakatȿaka kumuɓata, asi ʋakatya ʋanhu ʋazhinji, nokuti ʋakaŋga ʋaciti muprofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Vaida kuti vamusunge asi vakatya uzhinji hwavanhu nokuti vaimutora somuporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Vaida kuti vamusunge asi vakatya uzhinji hwavanhu nokuti vaimutora somuporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Vakatsvaka nzira yokuti vamusunge nayo, asi vakatya vanhu vazhinji nokuti vakanga vachiti muprofita.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy