Mateo 21:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Zvino pashure akatuma mwanakomana wake kwavari, achiti, ‘Mwanakomana wangu vachava nehanya naye.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino pashure akatuma mŋanakomana wake kwaʋari, aciti: Mŋanakomana waŋgu ʋacaʋa nehanya naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Mushure mezvo akatuma mwanakomana wake kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Mushure mezvo akatuma mwanakomana wake kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Pakupedzisira akatuma mwanakomana wake kwavari. Akati, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’ Viz kapitola |