Mateo 21:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Akaenda kuno wechipiri, akataura saizvozvo. Iye akapindura, akati, ‘Ndinoenda, ishe;’ akasaenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akaenda kunowecipiri, akataura saiɀoɀo. Iye akapindura, akati: Ndinoenda, ishe; akasaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Akaenda kune wechipiri akataura zvimwechetezvo. Mwanakomana akapindura achiti, ‘Ndinoenda changamire,’ asi haana kuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Akaenda kune wechipiri akataura zvimwechetezvo. Mwanakomana akapindura achiti, ‘Ndinoenda changamire,’ asi haana kuenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Ipapo baba vaya vakaenda kuno mumwe mwanakomana vakasvikomuudza zvimwe chetezvo. Iye akapindura achiti, ‘Ndichaenda, baba’ asi haana kuenda. Viz kapitola |