Online Bible

- Reklamy -




Mateo 20:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Zvino venguva inenge yegumi neimwe vakati vachiuya, mumwe nomumwe akapiwa dhenari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ʋeŋguʋa ineŋge yegumi neimŋe ʋakati ʋaciʋuya, mumŋe nomumŋe akapiwa denari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Vaya vakapiwa basa paawa yechishanu manheru pavakauya, mumwe nomumwe wavo akagamuchira mubayiro wapazuva uya wedhenari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Vaya vakapiwa basa paawa yechishanu manheru pavakauya, mumwe nomumwe wavo akagamuchira mubayiro wapazuva uya wedhenari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Vashandi vainge vaenda kundoshanda nenguva inenge yegumi neimwe vakauya uye mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhinari.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 20:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy