Mateo 20:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Vakati kwaari, ‘Nokuti hapana nomunhu akatipa basa.’ Akati kwavari, ‘Endai nemiwo mumunda wangu wemidzambiringa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakati kwaari: Nokuti hapanomunhu wakatipa ɓasa. Akati kwaʋari: Endai nemi ʋo mumunda wemizambiriŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Vakapindura vachiti, ‘Nokuti hapana munhu atipa basa.’ “Akati kwavari, ‘Nemiwo endai mundoshanda mumunda wangu wemizambiringa.’ Viz kapitola |