Mateo 20:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Ipapo Jesu akamira, akaadana, akati, “Munoda kuti ndikuitireiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ipapo Jesu akamira, akaaɗana, akati: Munoɗa kuti ndikuitireiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Jesu akamira akavadaidza achiti, “Chii chamunoda kuti ndikuitirei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Jesu akamira akavadaidza achiti, “Chii chamunoda kuti ndikuitirei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Jesu akamira akavadana, akavabvunza achiti, “Munoda kuti ndikuitireiko?” Viz kapitola |