Mateo 20:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Vane gumi vakati vachizvinzwa, vakatsamwira avo vaviri vana vomunhu mumwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋanegumi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakatsamŋira aʋo ʋana ʋaʋiri ʋomunhu mumŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vamwe gumi vaya pavakazvinzwa vakashatirirwa mukoma nomunun'una vaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vamwe gumi vaya pavakazvinzwa vakashatirirwa mukoma nomunun'una vaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vane gumi vakati vanzwa izvi vakatsamwira mukoma nomununʼuna ava. Viz kapitola |