Mateo 20:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Akati atenderana navashandi kuvapa dhenari pazuva, akavatuma kumunda wake wemidzambiringa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Wakati atenderana naʋaɓati kuʋapa denari pazuʋa, akaʋatuma kumunda wake wemizambiriŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akawirirana navashandi mari yapazuva yedhenari, ndokuvatuma kumunda wake wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akawirirana navashandi mari yapazuva yedhenari, ndokuvatuma kumunda wake wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akabvumirana navo kuti aizovapa dhinari pazuva, ndokubva avaendesa mumunda wake wemizambiringa. Viz kapitola |