Mateo 20:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 vakati, ‘Ava vokupedzisira, vakashanda awa imwechete, mavaenzanisa nesu, takatambudzika zuva rose, tichipiswa nezuva.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ʋakati: Aʋa ʋokupedzisira, ʋakaɓata ŋguʋa imŋe cete, maʋaenzanisa nesu, takatambudzika zuʋa rose, ticipiswa nezuʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 vachiti, “Ava vokupedzisira vashanda kweawa imwechete chete asi imi mavaenzanisa nesu, isu tabinduka zuva rose tichipiswa nezuva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 vachiti, “Ava vokupedzisira vashanda kweawa imwechete chete asi imi mavaenzanisa nesu, isu tabinduka zuva rose tichipiswa nezuva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakati, ‘Varume ava vapedzisira vangoshanda awa imwe chete, asi mavaenzanisa nesu tatakura mutoro webasa uye tikapiswa nezuva.’ Viz kapitola |