Mateo 20:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Vakati vachipiwa, vakapopotera saimba, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakati ʋacipiwa, ʋakapopotera mŋene weimba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pavairigamuchira vakanyunyutira saimba uya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pavairigamuchira vakanyunyutira saimba uya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakati vagamuchira mari iyi vakatanga kutsutsumwira muridzi womunda. Viz kapitola |