Mateo 20:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Vokutanga vakati vachiuya, vakafunga kuti tichapiwa kupfuura; ivo vakapiwawo mumwe nomumwe dhenari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋokutaŋga ʋakati ʋaciʋuya, ʋakati ʋacapiwa nokupfuʋura; iʋo ʋakapiwa ʋo mumŋe nomumŋe denari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vokutanga vaya pavakauyawo, vakafunga kuti vachagamuchira yakawanda, asi mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhenari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vokutanga vaya pavakauyawo, vakafunga kuti vachagamuchira yakawanda, asi mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhenari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Saka pakasvika vaya vakanga vatanga kushanda, vakatarisira kupiwa zvakawanda. Asi mumwe nomumwe wavo akapiwa dhinari. Viz kapitola |