Online Bible

- Reklamy -




Mateo 2:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 ‘Newe Bheterehemu, nyika yeJudhea, Hausi muduku kwazvo kuvabati vaJudha; Nokuti mauri muchabuda Mutungamiriri, Achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Newe Betrehema, nyika yeJudea, Hauzi muɗuku kwaɀo kuʋaɓati ʋaJuda; Nokuti kwauri Kucaɓuɗa Mutuŋgamiriri, Ucafudza ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Asi iwe Bheterehema, munyika yeJudhea hausi muduku pamadzimambo ose aJudha, nokuti mauri muchabuda mutongi uyo achava mufudzi wavanhu vangu vaIsraeri.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 2:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy