Mateo 2:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Vakati kwaari, “MuBheterehemu reJudhea; nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita, zvichinzi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakati kwaari: PaBetrehema reJudea; nokuti ndiɀo ɀakanyorwa nomuprofita, ɀicinzi: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakapindura vachiti, “MuBheterehema reJudhea nokuti izvi ndizvo zvakanyorwa nomuprofita achiti: Viz kapitola |