Mateo 2:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo Herode aciɀinzwa, wakamanikidzwa, neJerusarema rose naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mambo Herodhi akati achinzwa izvi, akatambudzika kwazvo pamwe chete neJerusarema rose. Viz kapitola |