Mateo 2:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Akasimuka, akatora mwana namai vake usiku, akaenda Ijipiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akasimuka, akatora mŋana namai ʋake ʋusiku, akaenda Egipita, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akasimuka akatora mucheche naamai vake usiku, akaenda kuIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Josefi akasimuka akatora mucheche naamai vake usiku, akaenda kuIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka akabva amuka ndokutora mwana namai vake usiku akatizira kuIjipiti, Viz kapitola |