Mateo 19:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Akapindura, akati, “Hamuna kurava here, kuti uyo akavasika pakutanga, akavaita munhurume nomunhukadzi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akapindura, akati: Hamuna‐kuraʋa here, kuti uyo wakaʋasika pakutaŋga, wakaʋaita murume nomukadzi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti kubva pakutanga Musiki akavaita munhurume nomunhukadzi, Viz kapitola |