Mateo 19:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakakahadzika kwazvo, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakakahadzika kwaɀo, ʋakati: Ndianiko uŋgagoponeswa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vadzidzi vakati vanzwa izvi vakakatyamara zvikuru vakabvunza vachiti, “Ndiani zvino achaponeswa?” Viz kapitola |