Mateo 19:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Akati kwaari, “Unondibvunzireiko pamusoro pezvakanaka? Aripo mumwechete akanaka. Asi kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mirairo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akati kwaari: Unondibvunzireiko pamsoro peɀakanaka? Uri’po mumŋe wakanaka. Asi kana uciɗa kupinda paʋupenyu, ceŋgeta mirairo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko kuti chakanaka chii? Akanaka ariko mumwechete. Kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mitemo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko kuti chakanaka chii? Akanaka ariko mumwechete. Kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mitemo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko pamusoro pezvakanaka? Kunongova noMumwe chete akanaka. Kana uchida kupinda muupenyu, teerera mirayiro.” Viz kapitola |