Mateo 18:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 Saka ushe hwedenga hungafanana nomumwe mambo, akanga achida kugadzira mangava navaranda vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Saka ʋushe bgokuɗeŋga bguŋgafananidzwa nomumŋe mambo, wakaŋga aciɗa kugadzira maŋgaʋa naʋaranda ʋake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Saizvozvo umambo hwedenga hungafananidzwe namambo akanga achida kupedzerana navaranda vake vaiva nezvikwereti naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Saizvozvo umambo hwedenga hungafananidzwe namambo akanga achida kupedzerana navaranda vake vaiva nezvikwereti naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Naizvozvo, umambo hwokudenga hwakafanana namambo aida kuripirwa zvikwereti zvake navaranda vake. Viz kapitola |