Online Bible

- Reklamy -




Mateo 18:22 - Shona Bible 1949 revised 2002

22 Jesu akati kwaari, “Handiti kwauri, kusvikira kanomwe; asi kusvikira makumi manomwe anoverengwa kanomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Jesu akati kwaari: Handiti kwauri, kuȿikira kanomŋe; asi kuȿikira makumi manomŋe anoʋereŋgwa kanomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Jesu akati kwaari, “Handikuti kanomwe asi makumi manomwe akapetwa kanomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Jesu akati kwaari, “Handikuti kanomwe asi makumi manomwe akapetwa kanomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Jesu akapindura akati, “Kwete kanomwe chete, asi kakapetwa makumi manomwe ane nomwe.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 18:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy